03/01/2026
📢Attention to all Agro-Dealers, Madhumeni & Farming experts‼️
Ndauya nenhau yandinovimba ichakufadzai.
Organic Farming Zimbabwe iri kutsvaga Madhumeni, maAgro-dealer, kana uyo ane shungu dzekubatana mukufambisa
🌱 Nutriplant Organic Plus Fertilizer (NOPF).
MaBenefits ekubatana uku (Partnership Benefits)
1. NOPF is a top quality, on-demand product
Uyu mukana wekufambisa fertilizer yagara ichitsvagwa uye iri yemhando yepamusoro inotengeseka nyore.
2. Proven results across multiple crops
Fertilizer iyi izere nehunyanzvi uye yakaratidza mhedzisiro yakanaka muzvirimwa zvizhinji.
3. Huge profits & repeat farmer purchases
Nekuda kwehunhu hwayo, varimi vanoramba vachidzoka, uye purofiti inowanikwa nefertilizer iyi yakakura zvikuru.
4. A revolutionary product
Fertilizer iyi inosimudzira nekukurudzira kurima kutsva kusingakuvadzi hutano hwevanhu kana Environment.
5. Training, demonstrations & technical support available
Haungobatani nesu wozosiiwa — pane system yakazara yekukubatsira nezvose zvaunoda kuti basa rifambe zvakanaka.
Zvekutaura pamusoro pemabhenefiti zvakawanda, hatigoni kuzvipedza pano.
Kana waona nhau idzi, usapotsa mukana uyu.
📞 Ndibate pa: +263 77 169 2655
👥 Kana kupinda mugroup iri:
https://chat.whatsapp.com/EoUxuprVwND4LvgUf4mHht
kuti uwane ruzivo rwakazara.
✨_2026 igore rekusimudzira bhizimisi rako, kuvaka credibility & reputation, uye kuwedzera professional value._✨